October 10-16
ZVIREVO 7-11
Rwiyo 32 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mwoyo Wako Ngaurege Kutsauka”: (10 min.)
Zvi 7:6-12
—Vanhu vasina uchenjeri vanowanzoita zvinhu zvinozovakanganisa pakunamata (w00 11/15 29-30) Zvi 7:13-23
—Kuita zvinhu usina kufunga kunogona kukupinza mumatambudziko (w00 11/15 30-31) Zvi 7:4, 5, 24-27
—Kuva neuchenjeri uye kunzwisisa kuchatidzivirira (w00 11/15 29, 31)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Zvi 9:7-9
—Zvatinoita kana tatsiurwa zvinoratidzei? (w01 5/15 29-30) Zvi 10:22
—Makomborero api atinopiwa naJehovha mazuva ano? (w06 5/15 26-30 ¶3-16) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 8:22–9:6
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg16.5
—Koka munhu wacho kumusangano wekupera kwevhiki. Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg16.5
—Koka munhu wacho kumusangano wekupera kwevhiki. Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 176 ¶5-6
—Koka munhu wacho kumisangano.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 83
Zvinotaurwa Nevezera Rako
—Mafoni (Zvi 10:19): (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Zvinotaurwa Nevezera Rako —Mafoni. Mapedza, kurukurai navo nyaya iri pajw.org yakanzi “Zvii Zvandinofanira Kuziva Nezvokutumira Mameseji?” Simbisai zviri kutaurwa pakamusoro kanoti “Mazano Pakutumira Mameseji.” Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 2 ¶13-22
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 152 Nemunyengetero
Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva rwose kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.