October 24-30
ZVIREVO 17-21
Rwiyo 76 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ita Zvinhu Zvinoita Kuti Muve Nerugare”: (10 min.)
Zvi 19:11
—Ramba wakadzikama paunenge wagumburwa (w14 12/1 12-13) Zvi 18:13, 17; 21:13
—Tanga wanzwisisa nyaya yacho (w11 8/15 30 ¶11-14) Zvi 17:9
—Ratidza rudo nekuregerera munhu anenge akutadzira (w11 8/15 31 ¶17)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Zvi 17:5
—Nei tichifanira kungwarira pakusarudza zvinhu zvinotivaraidza? (w10 11/15 6 ¶17; w10 11/15 31 ¶15) Zvi 20:25
—Vhesi iyi inoshanda sei kumukomana nemusikana vari kudanana uye kune vakaroorana? (w09 5/15 15-16 ¶12-13) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 18:14–19:10
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa munhu wacho pepa rekumukoka kumusangano. (inv)
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) inv
—Pedzisa nokumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? asi usabva wamuratidza. Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 57 ¶14-15
—Mubatsire kuona kuti anofanira kugadzirisa mapfekero ake paanouya kumisangano.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 77
Kuregererana Kunoita Kuti Tikomborerwe: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuregererana Kunoita Kuti Tikomborerwe. Mapedza, bvunzai vateereri kuti: Ndezvipi zvatisingafaniri kuita kana tavhiringana nemumwe? Kushandisa zvinotaurwa pana Zvirevo 17:9 uye Mateu 5:23, 24 kunobatsirei?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 2 ¶35-40, bhokisi rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?,” uye machati akanzi “Umambo hwaMwari
—Ihurumende Chaiyo” uye “Vakaitwa Kuti Vave Vakagadzirira Kuzvarwa kweUmambo” Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 144 Nemunyengetero