October 3-9
ZVIREVO 1-6
Rwiyo 37 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Vimba naJehovha Nomwoyo Wako Wose”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raZvirevo.]
Zvi 3:1-4—Ratidza mutsa werudo nechokwadi (w00 1/15 23-24)
Zvi 3:5-8—Nyatsovimba naJehovha (w00 1/15 24)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Zvi 1:7—Sei zvichinzi kutya Jehovha ndiko “kutanga kwezivo”? (w06 9/15 17 ¶1; it-2-E 180)
Zvi 6:1-5—Tinofanira kuita sei kana tava kutadza kuzadzisa zvatakawirirana mubhizinesi? (w00 9/15 25-26)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 6:20-35
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri mavhidhiyo emharidzo dzekuenzanisira, mokurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kushanda nesimba pamushandirapamwe wekukoka vanhu kumusangano wekupera kwevhiki.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 107
Zvomuungano Yenyu: (8 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb16 25-27)
Bata Zvakanaka Vanhu Vanouya Kumisangano Yedu (Zvi 3:27): (7 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? Mapedza, chibvunzai vateereri zvavangaita kuti vaenzi vedu vanzwe vakasununguka paImba yeUmambo, kwete muna October chete, asi nguva dzose.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 2 ¶1-12
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 143 Nemunyengetero