October 31–November 6
ZVIREVO 22-26
Rwiyo 88 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Rovedza Mwana Nzira Yaanofanira Kufamba Nayo”: (10 min.)
Zvi 22:6; 23:24, 25
—Kudzidzisa vana zvinodiwa naMwari kunoita kuti vakure vari vanhu vanofara, vanogutsikana uye vasingaiti zvinhu vasina kufunga (w08 4/1 16; w07 6/1 31) Zvi 22:15; 23:13, 14
—“Shamhu” inoreva nzira dzakasiyana-siyana dzekuranga nadzo mwana (w97 10/15 32; it-2-E 818 ¶4) Zvi 23:22
—Vana vakura vanobatsirwa neuchenjeri hwevabereki vavo (w04 6/15 14 ¶1-3; w00 6/15 21 ¶13)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Zvi 24:16
—Vhesi iyi inotikurudzira sei kuti tirambe tichitsungirira munhangemutange youpenyu? (w13 3/15 4-5 ¶5-8) Zvi 24:27
—Vhesi iyi inorevei? (w09 10/15 12 ¶1) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 22:1-21
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kadhi reJW.ORG
—Paridza zvisina kurongwa. Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kadhi reJW.ORG
—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera, uye pedzisa nekumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? asi usabva wamuratidza. Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 179-181 ¶18-19
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 101
“Uri Kushandisa Makadhi eJW.ORG Here?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vagare vaine makadhi aya.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 3 ¶1-12 uye “Chikamu 1
—Chokwadi cheUmambo— Kupa Zvokudya Zvokunamata” Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 146 Nemunyengetero
Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva rwose kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.