“Vanakomana Venyu Nevanasikana Venyu Vachaprofita”
VaKristu vakazodzwa vanoitawo basa rekuprofita. Vanotaura “pamusoro pezvinhu zvikuru zvaMwari” uye vanoparidza “mashoko akanaka oumambo.” (Mab 2:11, 17-21; Mt 24:14) Vemamwe makwai vanovatsigirawo pakuita basa iri
Zvinorevei ‘kudana zita raJehovha’?
-
Kuziva zita rake
-
Kuremekedza zita iroro
-
Kuvimba nemunhu ane zita iroro
Zvibvunze kuti, ‘Ndingatsigira sei vakazodzwa pakuita basa rekuprofita?’