Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

October 15-21

JOHANI 13-14

October 15-21
  • Rwiyo 100 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Ndakuitirai Muenzaniso”: (10 min.)

    • Joh 13:5—Jesu akageza tsoka dzevadzidzi vake (“kugeza tsoka dzevadzidzi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 13:5, nwtsty)

    • Joh 13:12-14—Vadzidzi vaifanira “kugezana tsoka” dzavo (“munofanira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 13:14, nwtsty)

    • Joh 13:15—Vateveri vaJesu vanofanira kutevedzera kuzvininipisa kwaaiita (w99 3/1 31 ¶1)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Joh 14:6—Zvinorevei kuti Jesu ndiye “nzira nechokwadi noupenyu”? (“Ndini nzira nechokwadi noupenyu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 14:6, nwtsty)

    • Joh 14:12—Zvinorevei kuti vaya vanotenda muna Jesu ‘vaizoita mabasa makuru’ kumupfuura? (“mabasa makuru kune aya” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 14:12, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 13:1-17

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Paridza zvisina kurongwa uchishandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

KURARAMA KWECHIKRISTU