Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 13-14

“Ndakuitirai Muenzaniso”

“Ndakuitirai Muenzaniso”

13:5, 12-15

Jesu akageza vaapostora vake tsoka kuti avadzidzise kuzvininipisa uye kuitirawo vamwe mabasa akaderera.

Ndingaratidza sei kuzvininipisa . . .

  • pandinotadza kuwirirana nemumwe munhu?

  • pandinotsiurwa?

  • Imba yeUmambo painenge ichida kucheneswa kana kuti kugadziridzwa?