Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

October 22-28

JOHANI 15-17

October 22-28
  • Rwiyo 129 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Hamusi Venyika”: (10 min.)

    • Joh 15:19—Vateveri vaJesu ‘havasi venyika’ (“nyika” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 15:19, nwtsty)

    • Joh 15:21—Vateveri vaJesu vanovengwa pamusana pezita rake (“nokuda kwezita rangu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 15:21, nwtsty)

    • Joh 16:33—Vateveri vaJesu vanogona kukunda nyika sezvaakaitawo (it-1-E 516)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Joh 17:21-23—Zvinorevei kuti vateveri vaJesu vaizova “vamwe”? (“vamwe,” “vakwaniswe kuva mumwe” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 17:21,23, nwtsty)

    • Joh 17:24—Mashoko ekuti “nyika isati yavambwa” anorevei? (“kuvambwa kwenyika” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 17:24, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 17:1-14

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 14 ¶3-4

KURARAMA KWECHIKRISTU