October 29–November 4
JOHANI 18-19
Rwiyo 54 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jesu Akapupurira Chokwadi”: (10 min.)
Joh 18:36—Chokwadi chinotaura nezveUmambo hwaMesiya
Joh 18:37—Jesu akapupurira chokwadi nezvezvinangwa zvaMwari (“ndipupurire,” “chokwadi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 18:37, nwtsty)
Joh 18:38a—Pirato aisabvuma kuti kune chokwadi (“Chokwadi chii?” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 18:38a, nwtsty)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Joh 19:30—Zvinorevei kuti Jesu “akabudisa simba rake roupenyu”? (“akabudisa simba rake roupenyu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 19:30, nwtsty)
Joh 19:31—Chii chinoratidza kuti Jesu akafa musi waNisani 14, 33 C.E.? (“zuva reSabata iroro rakanga riri guru” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 19:31, nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 18:1-14
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Ratidza saimba jw.org.
Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda wobva wasiya pekuzotangira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 14 ¶6-7
KURARAMA KWECHIKRISTU
“VaKristu Vechokwadi Vanozivikanwa Nerudo—Farira Chokwadi”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Ivai Nerudo Pakati Penyu’—Usafarira Zvisina Kururama, Asi Farira Chokwadi. Kana nguva iripo, kurukurai bhokisi rakanzi “Munhu wemuBhaibheri Wandingatevedzera.”
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 41
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 32 Nemunyengetero