Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

KURARAMA KWECHIKRISTU

VaKristu Vechokwadi Vanozivikanwa Nerudo—Farira Chokwadi

VaKristu Vechokwadi Vanozivikanwa Nerudo—Farira Chokwadi

NEI ZVICHIKOSHA? Tinofanira kupupurira chokwadi nezvezvinangwa zvaMwari sezvaiita Jesu. (Joh 18:37) Tinofanirawo kufarira chokwadi, kutaura chokwadi, uye kufunga zvinhu zvechokwadi, pasinei nekuti tiri kurarama munyika yakazara nhema uye zvinhu zvakaipa.—1VaK 13:6; VaF 4:8.

MAITIRWO AZVO:

  • Usateerera kana kuti kuparadzira makuhwa.—1VaT 4:11

  • Usafarira dambudziko rinenge rasangana nevamwe

  • Farira zvinhu zvakanaka, zvinokurudzira

ONA VHIDHIYO INONZI IVAI NERUDO PAKATI PENYU’—USAFARIRA ZVISINA KURURAMA, ASI FARIRA CHOKWADI, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Debbie akaratidza sei kuti ‘aifarira zvinhu zvisina kururama’?

  • Zvii zvakazotaurwa naAlice kuna Debbie?

  • Zvii zvakanaka zvatinogona kutaura nezvazvo?

Usafarira zvisina kururama, asi farira chokwadi