Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

October 8-14

JOHANI 11-12

October 8-14
  • Rwiyo 16 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Tevedzera Tsitsi Dzaiva naJesu”: (10 min.)

    • Joh 11:23-26—Jesu akanyaradza Marita (“Ndinoziva kuti achamuka,” “Ndini kumuka noupenyu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 11:24, 25, nwtsty)

    • Joh 11:33-35—Jesu akarwadziwa chaizvo paakaona Mariya nevamwe vachichema (“achichema,” “akagomera neshungu, akanetseka,” “akasvimha misodzi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 11:33, 35, nwtsty)

    • Joh 11:43, 44—Jesu akaita chimwe chinhu kuti abatsire vanhu vakanga vachishungurudzika

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Joh 11:49—Ndiani akagadza Kayafasi kuti ave mupristi mukuru, uye akashanda semupristi mukuru kwenguva yakareba sei? (“mupristi mukuru” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 11:49, nwtsty)

    • Joh 12:42—Nei vamwe vaJudha vaitya kubvuma pachena kuti Jesu ndiye aiva Kristu? (“vatongi,” “kudzingwa musinagogi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 12:42, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 12:35-50

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w13 9/15 32—Musoro: Nei Jesu Akasvimha Misodzi Asati Amutsa Razaro?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 141

  • Jesu Ndiye “Kumuka Noupenyu” (Joh 11:25): (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Chokwadi Mwari Akamuita Ishe Uye Kristu’—Chikamu 2, Chidimbu. Kana yapera bvunzai vateereri kuti: Nyaya iyi inotidzidzisei nezvetsitsi dzaiva naJesu? Nei Jesu achinzi ndiye “kumuka noupenyu”? Zvishamiso zvipi zvichaitwa naJesu mune ramangwana?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 38

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 147 Nemunyengetero