Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 11-12

Tevedzera Tsitsi Dzaiva naJesu

Tevedzera Tsitsi Dzaiva naJesu

11:23-26, 33-35, 43, 44

Chii chinoshamisa patsitsi dzaiva naJesu?

  • Kunyange zvazvo asina kumbosangana nematambudziko akasangana nevamwe, Jesu airwadziwa pamwe chete navo

  • Akanga asinganyari kuratidza kuti ari kurwadziwa

  • Akaita chimwe chinhu kuti abatsire vanhu vakanga vachishungurudzika