October 26–November 1
EKSODHO 37-38
Rwiyo 43 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Atari Dzepatebhenekeri Uye Basa Radzo Pakunamata Kwechokwadi”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Eks 37:1, 10, 25—Nei muti wemubayamhondoro wakashandiswa pakugadzira tebhenekeri? (it-1-E 36)
Eks 38:8—Magirazi ekare akasiyana papi neava kushandiswa mazuva ano? (w15 4/1 15 ¶4)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 37:1-24 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe magazini ichangobva kubudiswa inotaura nezvenyaya yataurwa nasaimba. (th chidzidzo 12)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 199 ¶8-9 (th chidzidzo 7)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
“Mushandirapamwe Unokosha Uchaitwa Muna November Wekuzivisa Umambo hwaMwari”: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yepaunoona munhu kekutanga yaNovember mokurukura zvirimo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) jy chits. 138
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 22 Nemunyengetero