Kuparidzira amai nemwana wavo muWest Bengal kuIndia

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU September 2016

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mazano ekushandisa pakupa vanhu Nharireyomurindi uye kuvaratidza kuti Bhaibheri rinoti Mwari anotida. Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Famba Mumutemo waJehovha”

Kufamba mumutemo waJehovha kunorevei? Tinogona kutevedzera zvakaitwa nemunyori wePisarema rechi119.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kana Padhoo Pakadairwa Nemwana

Zvatinofanira kuita kuratidza kuti tinoremekedza vabereki.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Rubatsiro Rwangu Runobva Kuna Jehovha”

Pisarema 121 rinoshandisa mifananidzo kuratidza kudzivirira kunoita Jehovha.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Takaitwa Nenzira Inoshamisa

Mupisarema rechi139, Dhavhidhi akarumbidza Mwari nezvekushamisa kunoita zvinhu zvakasikwa.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Zvausingafaniri Kuita Pakudzidzisa Munhu Bhaibheri

Kuti watinodzidza naye Bhaibheri afambire mberi, zvii zvatisingafaniri kuita?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Jehovha Mukuru Uye Anofanira Kurumbidzwa Kwazvo”

Pisarema 145 rinoratidza kuti Dhavhidhi akanzwa sei nezvekuchengeta kunoita Jehovha vashumiri vake vose vakavimbika.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kukurudzira Vanofarira Kuti Vapinde Misangano

Vanhu vanofarira uye vanodzidza Bhaibheri vanokurumidza kufambira mberi kana vakapinda misangano.