PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU September 2018
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mharidzo dzekuenzanisira dzinotaura nezvekuda kunoita Mwari vanhu.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jesu Anoita Chishamiso Chake Chekutanga
Chishamiso chaJesu chekutanga chinotibatsira kunzwisisa unhu hwake.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jesu Anoparidzira Mukadzi muSamariya
Kuti aparidze zvisina kurongwa, Jesu akatanga nekutaura zvaiitwa nemudzimai uyu zuva nezuva.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kukurukura Uine Chinangwa Chekuzoparidza
Tingavandudza sei unyanzvi hwedu pakuparidza zvisina kurongwa?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Tevera Jesu Nechikonzero Chakanaka
Vamwe vadzidzi vakagumburwa vachibva varega kumutevera nekuti chinangwa chaivo chaiva cheudyire.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Hapana Chakapambadzwa
Tinogona kuratidza kuti tinoonga nekutevedzera Jesu pakusapambadza zvinhu.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jesu Akakudza Baba Vake
Jesu aikoshesa basa raakanzi naJehovha Mwari aite.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvininipise Uye Iva Nemwero Sezvaiitwa naJesu
Tingatevedzera sei Jesu patinopiwa mabasa ekuita muungano?