September 17-23
JOHANI 5-6
Rwiyo 2 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Tevera Jesu Nechikonzero Chakanaka”: (10 min.)
Joh 6:9-11—Jesu akaita chishamiso chekupa vanhu vakawanda zvekudya (“varume vacho vakatsenhama, vanenge zviuru zvishanu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 6:10, nwtsty)
Joh 6:14, 24—Vanhu vakabva vaziva kuti Jesu ndiye Mesiya uye vakamutsvaga mangwana acho (“Muprofita” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 6:14, nwtsty)
Joh 6:25-27, 54, 60, 66-69—Nemhaka yekuti vaifamba naJesu nevadzidzi vake nechikonzero chisina kunaka, vakagumburwa nezvaakataura (“zvokudya zvinoparara . . . zvokudya zvinoramba zviripo nokuda kwoupenyu husingaperi,” “anodya nyama yangu nokunwa ropa rangu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 6:27, 54; nwtsty, w05 9/1 21 ¶13-14)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Joh 6:44—Baba vanoita kuti vanhu vauye kwavari sei? (“vakaita kuti auye” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 6:44, nwtsty)
Joh 6:64—Zvinorevei kuti “kubva pakutanga” Jesu aiziva kuti Judhasi aizomutengesa? (“Jesu aiziva . . . kuti ndiani akanga achizomutengesa,” “kubva pakutanga” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 6:64, nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 6:41-59
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anokuudza kuti anoendawo kuchechi.
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Wakazviedza Here?: (5 min.) Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika pavakaedza kuparidza zvisina kurongwa.
“Hapana Chakapambadzwa”: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvivako Zvisingakanganisi Nharaunda Zvinorumbidza Jehovha—Chidimbu.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 35 ¶28-36
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 89 Nemunyengetero