Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 7-8

Jesu Akakudza Baba Vake

Jesu Akakudza Baba Vake

7:15-18, 28, 29; 8:29

Jesu akakudza Baba vake vekudenga pazvese zvaaiita uye zvaaitaura. Aida kuti vanhu vazive kuti zvaaitaura zvaibva kuna Mwari. Zvaaidzidzisa aizvitora muMagwaro. Paairumbidzwa, Jesu aiita kuti mbiri iende kuna Jehovha. Aikoshesa basa raakanzi naJehovha aite.​—Joh 17:4.

Tingatevedzera sei Jesu . . .

  • patinenge tichidzidzisa munhu Bhaibheri kana kuti tichidzidzisa tiri pachikuva?

  • patinorumbidzwa nevamwe?

  • patinenge tichisarudza kuti toshandisa sei nguva yedu?