Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

September 3-9

JOHANI 1-2

September 3-9
  • Rwiyo 13 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jesu Anoita Chishamiso Chake Chekutanga”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Joh 1:1​—Nei tichiti Johani aisareva kuti “Shoko” raiva rakaenzana naMwari Wemasimbaose? (“Shoko,” “riina,” “Shoko rakanga riri mwari” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 1:1, nwtsty)

    • Joh 1:29​—Nei Johani Mubhabhatidzi akadana Jesu kuti “Gwayana raMwari”? (“Gwayana raMwari” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 1:29, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 1:1-18

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 41 ¶10-11

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 38

  • Zvemuungano Yenyu: (8 min.)

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaSeptember.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 35 ¶12-19

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 121 Nemunyengetero