Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 1-2

Jesu Anoita Chishamiso Chake Chekutanga

Jesu Anoita Chishamiso Chake Chekutanga

2:1-11

Chishamiso chaJesu chekutanga chinotibatsira kunzwisisa unhu hwake. Nyaya iyi inoratidza sei kuti:

  • Jesu aiva nemaonero akanaka panyaya yemafaro, uye aimbowanawo nguva yekufara neshamwari dzake?

  • Jesu aiva nehanya nevanhu?

  • Jesu aiva nerupo?