October 25-31
JOSHUA 15-17
Rwiyo 146 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Chengetedza Nhaka Yako Inokosha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Jos 17:15, 18—Tinoziva sei kuti nyika yaigara vaIsraeri yaiva nemiti yakawanda chaizvo? (w15 7/15 32)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 15:1-12 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano yedu. (th chidzidzo 19)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 4)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 01 pfungwa 6 uye Vamwe Vanoti (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Udza Vamwe Mashoko Akanaka Ekuti Nyika Yakanaka Yava Pedyo!”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yerwiyo runonzi Nyika Itsva.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 15 ¶8-14
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 34 Nemunyengetero