Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Chengetedza Nhaka Yako Inokosha

Chengetedza Nhaka Yako Inokosha

Karebhi akachengetedza nhaka yake nekudzinga vavengi vaiva nesimba (Jos 15:14; it-1-E 1083 ¶3)

Havasi vaIsraeri vese vakachengetedza nhaka yavo kuti isakanganiswa nevanhu vaisanamata Jehovha (Jos 16:10; it-1-E 848)

Jehovha akabatsira vaya vainyatsoda kuchengetedza nhaka yavo (Dhe 20:1-4; Jos 17:17, 18; it-1-E 402 ¶3)

Jehovha anopa vaKristu vese mukana wekuwana nhaka inokosha yeupenyu husingaperi. Kuti tichengetedze nhaka yedu, tinofanira kuzvisimbisa kuti tikunde miedzo nekuita zvinhu zvakadai sekuverenga Bhaibheri, kupinda misangano yechiKristu, kuita ushumiri uye kunyengetera.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndiri kuchengetedza nhaka yangu here?’