September 20-26
Joshua 3-5
Rwiyo 65 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Anokomborera Mabasa Anoratidza Kutenda”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Jos 5:14, 15—Ndiani anofungidzirwa kuti ndiye “mukuru weuto raJehovha”? (w04 12/1 9 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 3:1-13 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
“Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Shandisa Maturusi Edu Ekutsvakurudza”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Bvuma Kubatsirwa naJehovha—Kushandisa Maturusi Ekutsvakurudza.
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 01 mashoko ekusuma uye pfungwa 1-2 (th chidzidzo 15)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 14 ¶1-7, vhidhiyo yekusuma
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 24 Nemunyengetero