September 27–October 3
JOSHUA 6-7
Rwiyo 144 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Siyana Nezvinhu Zvisina Zvazvinobatsira”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Jos 6:20—Uchapupu hupi huripo hwekuti guta rekare reJeriko harina kukombwa kwenguva yakareba kuti rizokundwa? (w15 11/15 13 ¶2-3)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 6:1-14 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 9)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 01 pfungwa 3 (th chidzidzo 8)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaSeptember
Kusateerera Kunopinza Mutsekwende: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi ‘Hapana Kana Shoko Rimwe Chete Rakakundikana’—Chidimbu. Kana yapera bvunzai vateereri kuti: Jehovha akapa murayiro upi wakajeka nezveJeriko? Akani nemhuri yake vakaitei uye vakazviitirei? Nyaya iyi inotidzidzisei? Kurudzirai vateereri kuti vaone vhidhiyo yacho yese.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 14 ¶8-14, bhokisi 13A
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 88 Nemunyengetero