Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Siyana Nezvinhu Zvisina Zvazvinobatsira

Siyana Nezvinhu Zvisina Zvazvinobatsira

Maziso aAkani akamuita kuti atore zvinhu zvisiri zvake (Jos 7:1, 20, 21; w10 4/15 20 ¶5)

Zvakaitwa naAkani zvakakanganisa mhuri yake nerudzi rwese rwevaIsraeri (Jos 7:4, 5, 24-26; w97 8/15 28 ¶2)

Tinofanira kuzvidzora (1Jo 2:15-17; w10 4/15 21 ¶8)

Tinofanira kuramba zvinhu zvisina zvazvinobatsira izvo zvichange zvisimo munyika itsva yaMwari yakarurama.—2Pe 3:13.