September 6-12
DHEUTERONOMI 33-34
Rwiyo 150 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Potera ‘Mumaoko aJehovha Asingagumi’”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Dhe 34:6—Chikonzero chipi chingangodaro chakaita kuti Jehovha aite kuti pakavigwa Mozisi pasazivikanwa? (it-2-E 439 ¶3)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 33:1-17 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: Bhaibheri—2Ti 3:16, 17. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)
Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! uye tanga chidzidzo cheBhaibheri. (th chidzidzo 3)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Shandisa Rarama Nekusingaperi Uchifara! Muushumiri Hwako”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Tinokugamuchira Kukosi yeBhaibheri. Kana nguva iripo, taura zvimwe zvakaita bhuku racho. Kurudzirai munhu wese kuti adzidze chidzidzo chimwe nechimwe chebhuku idzva iri ari ega kana kuti paKunamata Kwemhuri.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 13 ¶7-14, bhokisi 13A
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 18 Nemunyengetero