Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

October 10-16

1 MADZIMAMBO 19-20

October 10-16
  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Tsvaga Kunyaradzwa naJehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mad 19:19-21—Mavhesi aya anotidzidzisei nezvekubvuma basa ratinenge tapiwa musangano raJehovha? (w97 11/1 31 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 19:1-14 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 145

  • Ramba Uine Maonero Akanaka: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi. Kana yapera, bvunzai kuti: Mazano api eBhaibheri anogona kutibatsira kuti tirambe tiine maonero akanaka? Jehovha akanyaradza sei Eriya? Jehovha anotinyaradza sei uye anoratidza sei kuti anotida?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 22

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 57 Nemunyengetero