October 24-30
2 MADZIMAMBO 1-2
Rwiyo 79 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Muenzaniso Wakanaka Wekudzidzisa Vamwe Mabasa”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mad 2:11—Eriya akaendepi ‘paakakwira kudenga ari mudutu’? (w05 8/1 9 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 2:1-10 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Muudze nezveurongwa hwatiinahwo hwekudzidza nevanhu Bhaibheri uye mupe kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 13)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff pfupiso yechidzidzo 07, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvinhu Zvinobatsira Zviri Mubhuku raRarama Nekusingaperi Uchifara!”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Kurukurai nemuparidzi ari kuitisa chidzidzo cheBhaibheri achishandisa bhuku raRarama Nekusingaperi Uchifara! Bvunzai muparidzi wacho kuti: Chii chamunonyanya kufarira pamunenge muchidzidza nevanhu bhuku iri? Mudzidzi wenyu ari kubatsirwa sei nemavhidhiyo uye mibvunzo inoita kuti munhu ataure zviri mumwoyo make?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 24
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 66 Nemunyengetero