Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Mucharamba Muine Mwoyo Miviri Kusvikira Riini?”

“Mucharamba Muine Mwoyo Miviri Kusvikira Riini?”

Eriya akaudza vaIsraeri kuti vaifanira kusarudza zvavaida (1Mad 18:21; w17.03 14 ¶6)

Bhaari aiva mwari asina upenyu (1Mad 18:25-29; ia 88 ¶15)

Jehovha akaratidza kuti ndiye Mwari wechokwadi nenzira inoshamisa (1Mad 18:36-38; ia 90 ¶18)

Eriya akaudza vanhu kuti vaifanira kuratidza kutenda kwavo nekuteerera Mutemo waJehovha. (Dhe 13:5-10; 1Mad 18:40) Mazuva ano, tinoratidza kutenda kwedu uye kuzvipira kwedu kuna Mwari nekuteerera mitemo yaJehovha.