September 5-11
1 MADZIMAMBO 9-10
Rwiyo 10 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Rumbidza Jehovha Nekuti Ane Uchenjeri”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Mad 10:10, 14—Tinoziva sei kuti mawandiro akanga akaita goridhe raMambo Soromoni ndeechokwadi? (w08 11/1 22 ¶4-6)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 10:1-13 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Chidzidzo cheBhaibheri—Pis 37:29. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira yemushandirapamwe wekutanga zvidzidzo zveBhaibheri. (th chidzidzo 1)
Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira yemushandirapamwe wekutanga zvidzidzo zveBhaibheri. Tanga chidzidzo cheBhaibheri uchishandisa chidzidzo 01 chebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Tsvaga Mazano Anobatsira Muupenyu paJW.ORG”: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Kurudzirai vateereri kutsvaga mazano ari muBhaibheri anogona kuvabatsira muupenyu pajw.org.
Zvemuungano Yenyu: (7 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 18 pfungwa 6-7 uye pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 106 Nemunyengetero