October 16-22
JOBHO 6-7
Rwiyo 33 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Paunoona Sekuti Hauchagoni Kutsungirira”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Job 6:29—Chii chingatibatsira kuti tisaona hama dzedu zvisiri izvo? (w20.04 16 ¶10)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 6:1-21 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 7)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 11)
Hurukuro: (5 min.) w22.01 12 ¶15-18—Musoro: Dzidzisa Zvine Unyanzvi Sezvaiita Jakobho—Shandisa Mifananidzo Inojekesa Pfungwa Yauri Kutaura. (th chidzidzo 8)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Jehovha Anoponesa Vaya Vakasuruvara”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chikamu 4 kudzokorora
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 143 Nemunyengetero