Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Paunoona Sekuti Hauchagoni Kutsungirira

Paunoona Sekuti Hauchagoni Kutsungirira

Jobho paaisangana nemiedzo, akafananidza upenyu nebasa rekumanikidzwa (Job 7:1; w06 3/15 14 ¶10)

Kushungurudzika kwaaiita kwakaita kuti ataure manzwiro aaiita (Job 7:11)

Akatoshuva kuti dai afa hake (Job 7:16; w20.12 16 ¶1)

Kana ukanzwa sekuti hauchagoni kutsungirira, nyengetera kuna Jehovha uchimuudza zvese zviri pamwoyo pako uye udza shamwari yakakura pakunamata. Izvi zvinogona kukubatsira chaizvo kuti unzwe zviri nani.—g 4/12 16-17.