October 2-8
JOBHO 1-3
Rwiyo 141 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ramba Uchiratidza Kuti Unoda Jehovha Zvakadzama”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Job 1:10—Vhesi iyi inotibatsira sei kunzwisisa zvakataurwa naJesu pana Mateu 27:46? (w21.04 11 ¶9)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 3:1-26 (th chidzidzo 12)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 9)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 20)
Hurukuro: (5 min.) w22.01 11 ¶11-14—Musoro: Dzidzisa Zvine Unyanzvi Sezvaiita Jakobho—Ona Zvinhu Sezvazviri Uye Zvininipise. (th chidzidzo 18)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Ndaifunga Kuti Zviri Kundifambira Zvakanaka: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Nemhaka yei Hama Birdwell vaiona sekuti zvinhu ‘zvaivafambira zvakanaka’?
Kufungisisa zvinotaurwa pana Mateu 6:33 kwakavabatsira sei?
Zvii zvimwe zvawadzidza kubva kune zvakaitika kumhuri yekwaBirdwell?
“Shandisa Peji Yekutanga yeJW.ORG Muushumiri”: (5 min.) Kukurukura nevateereri.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 59 pfungwa 6, pfupiso, kudzokorora uye edza izvi
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 129 Nemunyengetero