October 23-29
JOBHO 8-10
Rwiyo 107 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Rudo rwaMwari Rusingachinji Runotidzivirira Panhema dzaSatani”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Job 9:32—Tinofanira kuita sei kana tikaverenga chimwe chinhu chatisiri kunzwisisa muBhaibheri? (w10 10/15 6-7 ¶19-20)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 9:20-35 (th chidzidzo 11)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 17)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara!, mokurukura zviri pachikamu chakanzi “Zvaungaita Kuti Unyatsobatsirwa Nezvidzidzo zveBhaibheri Zviri Mubhuku Rino.” (th chidzidzo 3)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 16 pfungwa 6 uye Vamwe Vanoti (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Batsira Vanhu Vasingaiti Zvechitendero Kuti Vasvike Pakuziva Musiki Wavo”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt “Tsamba Inobva kuDare Rinotungamirira” uye chits. 1 ¶1-7
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 64 Nemunyengetero