October 30–November 5
JOBHO 11-12
Rwiyo 87 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Zvinhu Zvitatu Zvatingaita Kuti Tiwane Uchenjeri Uye Tibatsirwe Nahwo”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Job 12:11—Vhesi iyi ingatibatsira sei kuti tivandudze kuteerera kwatinoita? (w08 8/1 11 ¶5)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 12:1-25 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 13)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 12 pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Vabereki Batsirai Vana Venyu Kuti Vashandise Zvavanodzidziswa naJehovha”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt chits. 1 ¶8-15, bhokisi riri papeji 12
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 3 Nemunyengetero