Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvinhu Zvitatu Zvatingaita Kuti Tiwane Uchenjeri Uye Tibatsirwe Nahwo

Zvinhu Zvitatu Zvatingaita Kuti Tiwane Uchenjeri Uye Tibatsirwe Nahwo

Cherechedza zvinhu zvakasikwa (Job 12:7-9; w09 4/15 6 ¶17)

Shamwaridzana nevaKristu vakatendeka (Job 12:12; w21.06 10-11 ¶10-12)

Dzidza mitemo yaMwari uye ishandise muupenyu hwako (Job 12:16; it-2-E 1190 ¶2)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvii zvandakadzidza kubva pakushamwaridzana nevaKristu vakatendeka?’