September 18-24
ESTERI 6-8
Rwiyo 115 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Muenzaniso Pakutaura Zvakanaka”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Es 7:4—Kutsakatiswa kwevaJudha ‘kwaizokuvadza mambo’ sei? (w06 3/1 11 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Es 8:9-17 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 12)
Hurukuro: (5 min.) w22.01 10-11 ¶8-10—Musoro: Dzidzisa Zvine Unyanzvi Sezvaiita Jakobho—Zvaunodzidzisa Ngazvive Nyore Kunzwisisa. (th chidzidzo 17)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Vimba naJehovha Kana Paine Ari Kukushungurudza”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 58
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 124 Nemunyengetero