PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Muenzaniso Pakutaura Zvakanaka
Esteri akamirira nguva yakanaka yekuti ataure zvaaida (Es 7:2; ia 140 ¶15-16)
Akataura neruremekedzo uye nekungwarira (Es 7:3; ia 140 ¶17)
Akataura chokwadi asingavanzi (Es 7:4; ia 141 ¶18-19)
ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndingatevedzerawo sei Esteri pandinenge ndichitaura nevanhu vemumhuri yangu?’