October 14-20
PISAREMA 96-99
Rwiyo 66 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. “Zivisai Mashoko Akanaka”!
(10 min.)
Udza vamwe mashoko akanaka (Pis 96:2; w11 3/1 6 ¶1-2)
Vadzidzise mashoko akanaka ane chekuita neZuva Rekutongwa (Pis 96:12, 13; w12 9/1 16 ¶1)
Vaudze nezvechinangwa chaJehovha chekuti nyika izare nevanhu vanorumbidza zita rake (Pis 99:1-3; w12 9/15 12 ¶18-19)
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Pis 96:1—Mundima dzakawanda dzeBhaibheri, mashoko ekuti “rwiyo rutsva” anorevei? (it-2-E 994)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Pis 98:1–99:9 (th chidzidzo 11)
4. Nyatsozvipira Pakuita Basa Rako—Jesu Akazviratidza Sei?
(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mokurukura lmd chidzidzo 10 pfungwa 1-2.
5. Nyatsozvipira Pakuita Basa Rako—Tevedzera Jesu
(8 min.) Kukurukura nevateereri muchishandisa lmd chidzidzo 10 pfungwa 3-5 uye zviri pakanzi “Onawo.”
Rwiyo 9
6. Zvemuungano Yenyu
(15 min.)
7. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) bt chits. 16 ¶10-18