October 21-27
PISAREMA 100-102
Rwiyo 37 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. Ratidza Kuti Unoonga Rudo rwaJehovha Rusingachinji
(10 min.)
Ita kuti kuda kwaunoita Jehovha kurambe kuchiwedzera (Pis 100:5; w23.03 12 ¶18-19)
Usaita zvinhu zvinokanganisa ushamwari hwako naJehovha (Pis 101:2, 3; w23.02 17 ¶10)
Usashamwaridzana nevanhu vanoshora Jehovha nesangano rake (Pis 101:5; w11 7/15 16 ¶7-8)
ZVIBVUNZE KUTI, ‘Mashandisiro andinoita social media haasi kukanganisa ushamwari hwangu naJehovha here?’
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Pis 102:6—Nei munyori wepisarema akazvifananidza nedhadha? (it-2-E 596)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Pis 102:1-28 (th chidzidzo 12)
4. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(3 min.) PAIMBA NEIMBA. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 3)
5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira
(5 min.) PAIMBA NEIMBA. Muudze nezvezvidzidzo zveBhaibheri zvatinoitisa womubvunza kuti anoda kudzidza Bhaibheri here. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 4)
6. Kutsanangura Zvaunotenda
(4 min.) Muenzaniso. ijwbq 129—Musoro: Bhaibheri Rakachinjwa Here? (th chidzidzo 8)
Rwiyo 137
7. ‘Ndinoramba Ndakanamatira Pamuri; Imi Munondibatisisa’
(15 min.)
Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho. Kana yapera, bvunzai vateereri kuti:
Ana akaratidza sei rudo rusingachinji?
Tingamutevedzera sei?
8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) bt chits. 17 ¶1-7