Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

October 28–November 3

PISAREMA 103-104

October 28–November 3

Rwiyo 30 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Anoyeuka “Kuti Tiri Guruva”

(10 min.)

Tsitsi dzaJehovha dzinoita kuti atinzwisise (Pis 103:8; w23.07 21 ¶5)

Haatirasi patinokanganisa (Pis 103:​9, 10; w23.09 6-7 ¶16-18)

Haatarisiri kuti tiite zvatisingakwanisi (Pis 103:14; w23.05 26 ¶2)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Mabatiro andinoita wandakaroorana naye anoratidza here kuti ndinonzwisisa sezvinoita Jehovha?’

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 104:24—Vhesi iyi inotidzidzisei nezveunyanzvi huna Jehovha hwekugadzira zvinhu zvitsva? (cl 55 ¶18)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. (lmd chidzidzo 3 pfungwa 4)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Kurukura nemunhu akabvuma kudzidza Bhaibheri zviri muvhidhiyo yakanzi Tinokugamuchira kuKosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 9)

6. Hurukuro

(5 min.) lmd mashoko ekuwedzera A pfungwa 6—Musoro: Murume “Anofanira Kuda Mudzimai Wake Sezvaanozviita.” (th chidzidzo 1)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 44

7. Ziva Zvausingakwanisi Kuita

(15 min.) Kukurukura nevateereri.

Kupa Jehovha zvakanakisisa zvedu kunoita kuti afare, uye kunoitawo kuti isu tifare. (Pis 73:28) Asi kuedza kuita zvinopfuura zvatinokwanisa kunogona kuita kuti tinetseke uye tiore mwoyo.

Ratidzai VHIDHIYO inonzi Tinokwanisa Kuita Zvakawanda Kana Tikatarisira Kuita Zvatinogona, mobvunza vateereri kuti:

  • Jehovha anotarisira kuti tiitei? (Mik 6:8)

  • Ndezvipi zvakabatsira hanzvadzi yedu kuti isanyanya kunetseka payaifunga nezvekuzadzisa chinangwa chayo?

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 55 Nemunyengetero