September 23-29
PISAREMA 88-89
Rwiyo 22 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. Utongi hwaJehovha Hwakanakisisa
(10 min.)
Jehovha anotonga zvakarurama (Pis 89:14; w17.06 28 ¶5)
Utongi hwaJehovha hunoita kuti vanhu vafare zvechokwadi (Pis 89:15, 16; w17.06 29 ¶10-11)
Utongi hwaJehovha hucharamba huripo nekusingaperi (Pis 89:34-37; w14 10/15 10 ¶14)
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
-
Pis 89:37—Shoko rekuti kuvimbika rakasiyana papi nerekuti kutendeka? (cl 281 ¶4-5)
-
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Pis 89:1-24 (th chidzidzo 11)
4. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(3 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. Kukurukura nemunhu asingazivi zveBhaibheri. Muudze nezvezvidzidzo zveBhaibheri zvatinoitisa womubvunza kuti anoda kudzidza Bhaibheri here. (lmd chidzidzo 5 pfungwa 5)
5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira
(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Ratidza munhu wacho kuti tinodzidza sei nevanhu Bhaibheri. (th chidzidzo 9)
6. Kutsanangura Zvaunotenda
(5 min.) Hurukuro. ijwbq 181—Musoro: Bhaibheri Rinotaura Nezvei? (th chidzidzo 2)
Rwiyo 94
7. Mitemo yaJehovha Yakanaka
(10 min.) Kukurukura nevateereri.
Vanhu vakawanda vanoti zvinotaurwa neBhaibheri panyaya dzebonde uye wanano ndezvekuomeserana uye ndezvechinyakare. Iwe pachako, unobvuma here kuti kuteerera mitemo yaJehovha kunokubatsira?—Isa 48:17, 18; VaR 12:2.
-
Nei tisingafaniri kuvimba nezvinotaurwa nevanhu vari munyika panyaya dzekuzvibata? (Jer 10:23; 17:9; 2VaK 11:13-15; VaE 4:18, 19)
-
Nei tichifanira kuvimba nemitemo yaJehovha panyaya dzekuzvibata? (Joh 3:16; VaR 11:33; Tit 1:2)
Bhaibheri rinodzidzisa kuti vaya vasingateereri mitemo yaMwari panyaya dzekuzvibata “havazogari nhaka yeUmambo hwaMwari.” (1VaK 6:9, 10) Asi ichi ndicho chete chikonzero chinoita kuti titeerere mitemo yaMwari here?
Ratidzai VHIDHIYO inonzi Zvinoita Kuti Nditende—Zvakanakira Mitemo yaMwari, mobvunza vateereri kuti:
-
Mitemo yaMwari panyaya dzekuzvibata inotidzivirira sei?
8. Zvemuungano Yenyu
(5 min.)
9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) bt chits. 15 ¶15-20