Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

September 30–October 6

PISAREMA 90-91

September 30–October 6

Rwiyo 140 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Vimba naJehovha Kuti Urarame Nekusingaperi

(10 min.)

Hatigoni kurebesa upenyu hwedu (Pis 90:10; wp19.3 5 ¶3-5)

Jehovha ndiMwari “kubvira nariini kusvikira nariini” (Pis 90:2; wp19.1 5, bhokisi)

Achaita kuti vaya vanovimba naye vararame nekusingaperi (Pis 21:4; 91:16)

Usaita zvinhu zvinogona kukanganisa ushamwari hwako naJehovha zvakadai sekubvuma marapirwo aanovenga.—w22.06 18 ¶16-17.

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 91:11—Maonero api atinofanira kuva nawo panyaya yekubatsirwa nengirozi? (wp17.5 5)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Ita kuti munhu wacho ataure zvaanofarira kana kuti zviri kumunetsa kuti uzive kuti Bhaibheri ringamubatsira sei, asi musakurukura zviri muBhaibheri. (lmd chidzidzo 1 pfungwa 3)

5. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. (lmd chidzidzo 1 pfungwa 4)

6. Hurukuro

(5 min.) lmd mashoko ekuwedzera A pfungwa 5—Musoro: Unogona Kurarama Nekusingaperi Pasi Pano. (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 158

7. Koshesa Mwoyo Murefu waMwari—Maonero Anoita Jehovha Nguva

(5 min.) Kukurukura nevateereri.

Ratidzai VHIDHIYO yacho. Kana yapera, bvunzai vateereri kuti:

  • Kufunga nezvemaonero anoita Jehovha nguva, kunotibatsira sei kuti tirambe takamirira kuti Jehovha azadzise zvaakavimbisa?

8. Vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaSeptember

9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 68 Nemunyengetero