Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

September 9-15

PISAREMA 82-84

September 9-15

Rwiyo 80 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mumwe wevanakomana vaKora akamira muchivanze chetemberi akatarisa dendere reshiri inonzi nyenganyenga

1. Koshesa Zvese Zvaunokwanisa Kuitira Jehovha

(10 min.)

Tinokoshesa basa ratinoitira Jehovha (Pis 84:​1-3; wp16.6 8 ¶2-3)

Nakidzwa nezvauri kuita pakushumira Jehovha pane kupedza nguva uchifunga nezvezvaunoshuvira kuita (Pis 84:10; w08 7/15 30 ¶3-4)

Jehovha anoitira zvakanaka vese vanomushumira vakavimbika (Pis 84:11; w20.01 16 ¶12)

Pabasa rese raunoitira Jehovha pane makomborero aunowana, asi panewo matambudziko aunosangana nawo pakuita basa racho. Kana ukaisa pfungwa pamakomborero aunenge uchiwana, uchanakidzwa nekushumira Jehovha.

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 82:3—Nei tichifanira kuratidza rudo ‘kunherera’ dziri muungano? (it-1-E 816)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Edza Kunzwisisa Kuti Vanhu Vari Kunzwa Sei—Jesu Akazviratidza Sei?

(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mokurukura lmd chidzidzo 9 pfungwa 1-2.

5. Edza Kunzwisisa Kuti Vanhu Vari Kunzwa Sei—Tevedzera Jesu

(8 min.) Kukurukura nevateereri muchishandisa lmd chidzidzo 9 pfungwa 3-5 uye zviri pakanzi “Onawo.”

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 57

6. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

7. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 130 Nemunyengetero