“Nguva Yekumirira Yapera”
Ona kuti uprofita huri mubhuku raZvakazarurwa huchazadziswa sei munguva pfupi iri kuuya zvoita kuti vanhu vanoda Jehovha vave neupenyu hwakanaka nekusingaperi. Mashoko acho anobva pana Zvakazarurwa 18:1–19:3; 19:11–20:3; 20:12-14; 22:1-7.