Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
  1. 1. Nei tichifanira kusimbisa kutenda kwedu iye zvino? (VaH 10:39)

  2. 2. Tingaitei kuti ‘tione’ Jehovha kunyange zvazvo asingaoneki? (VaH 11:27)

  3. 3. Nei zvakakosha kuti tiongorore uprofita huri muBhaibheri? (VaR 10:17)

  4. 4. Mweya mutsvene unogona kutibatsira sei kuti tive nekutenda? (Ruka 11:13; VaG 5:22)

  5. 5. Tingabatsira sei vamwe kuti vasimbise kutenda kwavo? (1VaT 2:7, 8)

  6. 6. Nei tichifanira ‘kuramba takatarisa Mumiririri Mukuru uye Mukwanisi wekutenda kwedu’? (VaH 12:2, 3)