Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

“Iva Nekutenda”!

“Iva Nekutenda”!

JOHANI 14:1

MANGWANANI

  • 9:30 Mimhanzi

  • 9:40 Rwiyo Nhamba 118 Nemunyengetero

  • 9:50 Nei Uchifanira Kuva Nekutenda Uye Ungaitei Kuti Uve Nako?

  • 10:05 Hurukuro Yekusiyirana: Tevedzera Vaya Vakaratidza Kutenda

    • • Isaka naRibheka

    • • Esteri

    • • Timoti

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 60 Nezviziviso

  • 11:15 ‘Tinotenda, Saka Tinotaura’

  • 11:30 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa

  • 12:00 Rwiyo Nhamba  52

MASIKATI

  • 1:10 Mimhanzi

  • 1:20 Rwiyo Nhamba 9 Nemunyengetero

  • 1:30 Hurukuro Yavose yeBhaibheri: Iva Nekutenda Muna Mwari “Uyo Asingagoni Kureva Nhema”

  • 2:00 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 2:30 Rwiyo Nhamba  54 Nezviziviso

  • 2:40 Hurukuro Yekusiyirana: ‘Famba Nekutenda’ Zuva Rega Rega

    • • ‘Usambozvidya Mwoyo’

    • • Shandisa ‘Nguva Yako Nekuchenjera’

    • • Ramba ‘Usiri Wenyika’

  • 3:40 “Jehovha Anoziva Kuti Vake Ndevapi”

  • 4:15 Rwiyo Nhamba  7 Nemunyengetero