Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
  1. 1. Tichawanei kana tikaratidza kuti tine kutenda? (Johani 3:16)

  2. 2. Tingatevedzera sei kutenda kwaiva naIsaka naRibheka, Esteri uye Timoti? (Mup 4:11, 12; Pis 119:46; 2Ti 1:5)

  3. 3. Chii chichaita kuti tide kuramba tichiparidza pasinei nematambudziko? (2VaK 4:13)

  4. 4. Tingaitei kuti ‘tifambe nekutenda’ zuva rega rega? (2VaK 5:7)

  5. 5. Tingaitei kuti tizivikanwe naJehovha? (2Ti 2:19; Jak 4:6; 2VaK 13:5)