Chishanu
“Tiwedzereiwo kutenda”—Ruka 17:5
MANGWANANI
-
9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
9:30 Rwiyo Nhamba 5 Nemunyengetero
-
9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Kutenda Kune Simba Rakadii? (Mateu 17:19, 20; VaHebheru 11:1)
-
10:10 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Chii Chinoita Kuti Titende . . .
-
• Kuti Mwari Ariko? (VaEfeso 2:1, 12; VaHebheru 11:3)
-
• muShoko raMwari? (Isaya 46:10)
-
• Kuti Mitemo yaMwari Panyaya Yekuzvibata Yakatinakira? (Isaya 48:17)
-
• Kuti Mwari Ane Rudo? (Johani 6:44)
-
-
11:05 Rwiyo Nhamba 37 Nezviziviso
-
11:15 KUVERENGWA KWENYAYA YEMUBHAIBHERI SEIRI KUITIKA: Noa—Kutenda Kwakaita Kuti Ateerere (Genesisi 6:1–8:22; 9:8-16)
-
11:45 ‘Iva Nekutenda Uye Uine Chokwadi Nazvo’ (Mateu 21:21, 22)
-
12:15 Rwiyo Nhamba 118 Nekumbozorora
MASIKATI
-
1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
1:45 Rwiyo Nhamba 2
-
1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Tarisa Zvinhu Zvakasikwa Kuti Usimbise Kutenda Kwako
-
• Nyeredzi (Isaya 40:26)
-
• Makungwa (Pisarema 93:4)
-
• Masango (Pisarema 37:10, 11, 29)
-
• Mhepo Nemvura (Pisarema 147:17, 18)
-
• Zvisikwa Zvemugungwa (Pisarema 104:27, 28)
-
• Miviri Yedu (Isaya 33:24)
-
-
2:50 Rwiyo Nhamba 148 Nezviziviso
-
3:00 Mabasa aJehovha Esimba Anoita Kuti Tive Nekutenda (Isaya 43:10; VaHebheru 11:32-35)
-
3:20 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Tevedzera Vanhu Vaiva Nekutenda, Kwete Vakanga Vasina Kutenda
-
• Abheri, Kwete Kaini (VaHebheru 11:4)
-
• Inoki, Kwete Rameki (VaHebheru 11:5)
-
• Noa, Kwete Vavakidzani Vake (VaHebheru 11:7)
-
• Mozisi, Kwete Farao (VaHebheru 11:24-26)
-
• Vadzidzi vaJesu, Kwete vaFarisi (Mabasa 5:29)
-
-
4:15 “Rambai Muchizviedza Kuti Muone Kana Muri Pakutenda”—Sei? (2 VaKorinde 13:5, 11)
-
4:50 Rwiyo Nhamba 119 Nemunyengetero Wekugumisa