Mugovera
‘Rwirai zvakasimba kutenda’—Judha 3
MANGWANANI
-
9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
9:30 Rwiyo Nhamba 57 Nemunyengetero
-
9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Vanhu Vasina Kutenda, Vanogona Kupedzisira Vavawo Nekutenda!
-
• Vanhu vekuNinivhi (Jona 3:5)
-
• Vanin’ina vaJesu (1 VaKorinde 15:7)
-
• Vanhu Vane Mukurumbira (VaFiripi 3:7, 8)
-
• Vanhu Vasingaiti Zvechitendero (VaRoma 10:13-15; 1 VaKorinde 9:22)
-
-
10:30 Simbisa Kutenda Uchishandisa Bhuku raRarama Nekusingaperi Uchifara! (Johani 17:3)
-
10:50 Rwiyo Nhamba 67 Nezviziviso
-
11:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Vanhu Vari Kubudirira Kurwira Kutenda
-
• Vaya Vakaroorana Nemunhu Asingatendi (VaFiripi 3:17)
-
• Vaya Vari Kurerwa Nemubereki Mumwe Chete (2 Timoti 1:5)
-
• VaKristu Vasina Kuroora Kana Kuroorwa (1 VaKorinde 12:25)
-
-
11:45 KUBHABHATIDZWA: Kuva Nekutenda Kunoita Kuti Uwane Upenyu Husingaperi! (Mateu 17:20; Johani 3:16; VaHebheru 11:6)
-
12:15 Rwiyo Nhamba 79 Nekumbozorora
MASIKATI
-
1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
1:45 Rwiyo Nhamba 24
-
1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Kutenda Kuri Kuratidzwa Nehama Dzedu . . .
-
• muAfrica
-
• kuAsia
-
• kuEurope
-
• kuNorth America
-
• kuOceania
-
• kuSouth America
-
-
2:15 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Pinda Suo Rebasa Uine Kutenda
-
• Dzidza Mumwe Mutauro (1 VaKorinde 16:9)
-
• Tamira Kunodiwa Vaparidzi Vakawanda (VaHebheru 11:8-10)
-
• Zadza Fomu Rekupinda Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo (1 VaKorinde 4:17)
-
• Batsira Pakuvaka Zvivakwa Zvesangano (Nehemiya 1:2, 3; 2:5)
-
• “Isa Parutivi Chimwe Chinhu” Kuti Utsigire Basa raJehovha (1 VaKorinde 16:2)
-
-
3:15 Rwiyo Nhamba 84 Nezviziviso
-
3:20 DHIRAMA REMUBHAIBHERI: Dhanieri: Murume Aiva Nekutenda—Chikamu I (Dhanieri 1:1–2:49; 4:1-33)
-
4:20 ‘Rwirai Zvakasimba Kutenda’! (Judha 3; Zvirevo 14:15; VaRoma 16:17)
-
4:55 Rwiyo Nhamba 38 Nemunyengetero Wekugumisa