Nhamba Dzese dza2021
Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 87
Nhamba Yenyika Dzakashuma: 239
Ungano Dzese: 119 297
Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 21 367 603
Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 20 746
Nhamba Yevaparidzi * Yatanga Tisati Tambosvitsa: 8 686 980
Avhareji Yevaparidzi Vakaparidza Mwedzi Wega Wega: 8 480 147
Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2020: 0,7
Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwa *: 171 393
Avhareji Yemapiyona * Mwedzi Wega Wega: 1 350 138
Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 398 504
Maawa Ese Akaitwa Muushumiri: 1 423 039 931
Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri * Mwedzi Wega Wega: 5 908 167
Mugore rebasa * ra2021, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa madhora ekuAmerica anokwana mamiriyoni 229 pakutsigira mapiyona chaiwo mamishinari uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese vashumiri vakagadzwa 20 595 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.
^ ndima 7 Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”
^ ndima 10 Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”
^ ndima 11 Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa, achiparidza mashoko akanaka.
^ ndima 14 Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?”
^ ndima 15 Gore rebasa ra2021 rakatanga musi wa1 September 2020, kusvika musi wa31 August 2021.